gwi mb u
Nyaudzosingwi (Ideophone)

Definitions

Kuti gwi kucheka nokugura kamwe chete.

Kana munhu akati gwi anenge akasimba aine utano hwakanaka.

Examples

Kana munhu akati gwi anenge akasimba aine utano hwakanaka.

Quick Reference

Definition of gwi mb u
Kuti gwi kucheka nokugura kamwe chete.
Part of speech
Nyaudzosingwi (Ideophone)