Duramazwi
Search
Word of the Day
Browse Categories
Translator
Games
Favorites
History
Toggle theme
About
Contact
Support Us
Privacy Policy
Feedback
Toggle Sidebar
Back
Hakuna nyika isina rinda.
Tsumo (Proverb)
Definitions
Iyi itsumo inoreva kuti pose panogara vanhu panototi pave nemutadzi.
Quick Reference
Definition of
Hakuna nyika isina rinda.
Iyi itsumo inoreva kuti pose panogara vanhu panototi pave nemutadzi.
Part of speech
Tsumo (Proverb)