Kupodza hana
Dimikira (Idiom)

Definitions

Kudzikama zvekutadza kutya kana kushamiswa nezvinenge zvichiitika

Quick Reference

Definition of Kupodza hana
Kudzikama zvekutadza kutya kana kushamiswa nezvinenge zvichiitika
Part of speech
Dimikira (Idiom)